®™A PLEDGE MUST SOUND LIKE A MIRACLE(NENJI). Kana munhu - TopicsExpress



          

®™A PLEDGE MUST SOUND LIKE A MIRACLE(NENJI). Kana munhu achipika mhiko anofanira kupika zvinhu zvokuti vanhu vanovhunduka kuti ungazvigona sei zvakakura kudaro,vachipima nemaziviro avanokuita. Kana ukaona uchipika mhiko yokuti vanhu vanoti mamiriro ayo shiri,ndizvo zvakamufita ziva kuti haisi mhiko inokusvitsa muuchi(honey) nomukaka(milk) asi inongoitawo kuti Mwari akuchengete nokukurwira. Saka kana uchida kupinda muuchi nemukaka,mhiko yako ngaiite semiracle zvokuti kana waibata vanhu vanoti,ko mari yose iyi akaiwanepi? Mwari haagoniwo kuti aite nenji kana iwe usina kuitawo nenji pamapikiro akowo emhiko. Z
Posted on: Sat, 22 Jun 2013 15:50:45 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015