®™FATHER INSTRUCTS,MOTHER COMMANDS(PROVERBS 1V8) Kana baba - TopicsExpress



          

®™FATHER INSTRUCTS,MOTHER COMMANDS(PROVERBS 1V8) Kana baba namai vari mumba,tose tine mabasa akasiyana. Basa rababa nderokuraira asi mai ndivo vanodzidzisa. Baba vanosiya varaira kuti pamusha pano handidi munhu anonwa doro uye asingaende kuchurch. Mai basa ravo nderokusara vachidzidzisa vana zvido zvababa vavo. Asi hazvicharevi kuti vana baba hatichadzidzisi vana vedu. Hakuna chinonzi human rights kana kuti childrens rights,isu tinorarama nokukura mushoko raMwari.
Posted on: Mon, 29 Sep 2014 08:04:31 +0000

Trending Topics



30px;"> Les Brown is a gift to many while some poets are still less than

Recently Viewed Topics




© 2015