***PLIZ PLIZ DONT IGNORE THIS*** its time to press DELETE - TopicsExpress



          

***PLIZ PLIZ DONT IGNORE THIS*** its time to press DELETE pane maNegative thoughts ari mupfungwa dzako -since wakafoira chikoro uchafa uri rombe, PRESS DELETE -uri single mother or wakura so you wont get married, PRESS DELETE -zvitadzo zvako zvawandisa & GOD wont forgive you, PRESS DELETE -chirwere chako ichi chakapedza vakawanda hachirapike, PRESS DELETE -dzinza renyu hapana kana 1 ainamata and you think you will be a preacher?, PRESS DELETE -salary yako iyi ishoma uchafa uchitambura, PRESS DELETE -wapedza nguva yakareba fasting about this issue, GOD will never answer you, PRESS DELETE -kana wanga uine pfungwa dzekuti handitenge mota, PRESS DELETE -business rawatanga iri haribhadhare, PRESS DELETE -you will never be a preacher nekuti wakafoira English, PRESS DELETE -negative thought yese PRESS DELETE ibude muMindset mako. Satan akakuti are you sure you want to delete, muudze kuti YES YES. Ps 118:17 I shall not die, but live, and declare the works of the LORD THE DEVIL IS IN TROUBLE, LETS HAVE 1000 COMMENTS dzinoti DELETE Gore rino risati rapera!!!!
Posted on: Wed, 31 Dec 2014 19:30:36 +0000

Trending Topics



I

Recently Viewed Topics




© 2015