[ 1 Apri ] MAI D : Ko ba D musikana wamai hugger ndiyani ? BABA D - TopicsExpress



          

[ 1 Apri ] MAI D : Ko ba D musikana wamai hugger ndiyani ? BABA D : Ndangomusanganawo ndakamunyepera kuti ndinomuda - handiti nhasi ifools day . MAI D : Kuzomuhugger zvekumuputisa mazamu here ba D ndoda kuzvitsvaga . BABA D : Nyangwe wakazvitsvaga hapana chaunoona nekuti ndezvekunyepa kaizvi. [ 12 August ] BABA D : Ko mai D murume wawanga uchikisser ndiyani ? MAI D : Musoja ndangomusanganawo ndakamukorokotedza - handiti nhasi idefence forces day . BABA D : Kuzomukisser tongue to tongue here mai D , ndoda kuzvitsvaga . MAI D : Zvino makazvitsvaga munozviona nekuti ndezvehondo kaizvi .#LB
Posted on: Mon, 09 Sep 2013 19:08:51 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015