1.Musikana anogona kuridza muridzo siya 2. Muskana asiri Fb - TopicsExpress



          

1.Musikana anogona kuridza muridzo siya 2. Muskana asiri Fb friend ya Cde Nonsi siya. Tete vaya vane yese. 3.Muskana asingashevhe hapwa siya 4.Musikana ane more than 1000 friends pa fb gara wasiya 5.Muskana asingakutengere doro kana kukuendesa out siya zvako 6.Musikana anoita zvecross border gara wasiya 7.Musikana arijoni or botswana iwe urimuno muzim siya 8. Musikana anongonyora kuti I LOVE YOU pa wall asinga nyori zita rako SIYAA 10.Muskana anopfeka g string siya pachiri padhuze 12.Musikana waunotangira kubva online chitosiya izvozvi 13.Muskana anochinja chinja profile pic every nw and then siya. 14. Muskana anogara achida mari yekugadzirwa musoro, airtym etc siya 15. Muskana anoti ndiwe first boyfriend yangu siya. 16. Muskana anoti ndakasvorwa nemukomana 1 chete akandimanikidza iwe ndiwe wechi 2 and ndiwe chete wandapa ndichida musvore chaizvo wosiya. 17. Muskana anopfeka pitcot siya pliz 18. Muskana ane X2 siya 19. Muskana asati ambokusurira siya zvako 20. Muskana akambogara kubulawayo nasisi vake or kuchiredzi nabamukuru udazoti handina kukuudza. Siya. 21,Muskana anopfeka jean skirt nemateckie siya. 22. Muskana anofarira zimdancehall kupfuura gospel siya 23. Muskana anoti kana magets adzoka anoti yeeeeeeeeeee gara wasiya. 24. Muskana anoziva nzvimbo kupfuura iwe siya 25. Muskana anopikisana nezvandanyora siya. Unonyuuura.
Posted on: Tue, 23 Dec 2014 06:18:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015