2 chronicles 7v11-16---kana vanhu vangu vanodanwa nezita rangu - TopicsExpress



          

2 chronicles 7v11-16---kana vanhu vangu vanodanwa nezita rangu vakazvininipisa vakasiya zvakaipa ndichapodza nyika yavo,kana takatarisa mamiriro ezvinhu pasirese,hazvina kumira zvakanaka,asi tisu isu vanhu vamwari tamirirwa namwari kuti tizvininipise tibve munezvakaipa kuti Zimbabwe ipodzwe,what ever happens in area IT WILL REFAER TO THE CHURCH,we already have the royal authority to the whole world,lets stand up and fight fo our rights not in flesh and blood but this is the spiritual battle,in prayer we are so victorious
Posted on: Fri, 05 Dec 2014 22:30:54 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015