A certain BOY heard nemakuhwa kuti baba vake vaive nesurprise - TopicsExpress



          

A certain BOY heard nemakuhwa kuti baba vake vaive nesurprise birthday present yavaive vakachengeta muGARAGE. Out of curiocity mukomana uyu akavhura muGARAGE ndokuona kuti zvesure muGARAGE maive neLATEST BENZ nebrand new MOTOR BIKE. Mukomana akaenderera mberi nekutsvaga makeys mubedroom mababa sezvineiwo ndokumawana paaive akavigwa. Ariega akati duu-u kufunga akati ummmmh i think baba surprise present yavanganditenge re chimudhudhu. Ndokutora makeys e motor bike ndokuchitora chimudhudhu nacho mucresent achimbochifeele r. Vabereki vasati vadzoka kubasa aibva achidzosera muGARAGE and pretend as if haasi kuziva zviri muGARAGE. Izvi zvakaitika kwemwedzi wese baba vasingatomboziv a kuti mukomana apedza mitunhu nemotor bike. Acces ye BENZ aive nayo BUT haana kumbobvira abata benz because dzake pfungwa dzakamuudza kuti uri we motor bike. Birthday rakasvika baba vakati kumukomana handei muGARAGE . Nechemumoyo mukomana akava nemufaro at the same time asingade kuzviratidza kuti surprise present ainge avekuiziva. Varimo mugarage akashamisika baba vave kumupa maKEYS eBENZ . Izvo pese paizvinetsa nechimudhudhu baba vaive vakamurongera BENZ nhai? Kkkkkkkk ha-a ndaseka zvangu! Mukomana akadikitira achitambira maKEYS ebenz so. Zvichiramba kugamuchirika kuti zvemasure sure BENZ yaive muGARAGE yaaitotya nekuguma yaive yake kwete chimudhudhu. Unoziva here kuti makristu anhasi varikumhanyira zvimudhudhu maBENZ aripo. Dzavo pfungwa dzakavaudza kuti muri vezvepasi. Dai MWARI vandibatsira ndarega kuzvitarisira pasi. Saka uchiona pakapfuura baccon ichitengeswa asati amboziva kana price anotanga nekuti ,haa isu tingazvigona here izvi? Dai mamboedza kune vanogara mudoor rekufront. Hoo vekufront nhai? Ko kumboonawo baccon ichidyiwawo newe? LANGUAGE yemunhu anozvitarisira pasi inondifizura ini. Do not look down upon yourself BRETHEREN. Ramba kuudzwa naSATAN kuti uri wematumbu nei nei. Ndatumwa naMWARI neDELIVERANCE yepfungwa. Maonero! maonero! Infact nelanguage yedu . Because how you view things determines how you speak. Ummmmmmh proverbs 18:21 ,death and life is in the power of a tongue... kubva nhasi iwe neni tichataura zvakanaka nerurimi rwedu. Speak positively and see positively in the name of JESUS! Zvaunotaura zvinesimba. Porofita zvakanaka muhupenyu hwako. No more limitations in your LIFE. Daira Ameen, Mwari vakuitire zvakanaka mutendi
Posted on: Sun, 23 Nov 2014 05:50:05 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015