A girl had a number of boyfriends. Yedu yekunetsa vasikana kuti - TopicsExpress



          

A girl had a number of boyfriends. Yedu yekunetsa vasikana kuti isa photo rangu pa profile pako iyi ndoyaiita dzimwe dzimuface dzacho. One nyt musikana akataimira vakomana vamwe vese varara ndokuisa photo yemuface ainetsa uye. Mangwana makuseni seni akafumira achida kubvisa photo riye vamwe vakomana vasati vamuka. Zvineiwo network yakatanga kunetsa photo rikaramba kubva akazongopedzisira aisa status yekuti REST IN PEACE Looool
Posted on: Fri, 14 Nov 2014 15:11:12 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015