#AmaiKani now on #PowerFmZimbabwe vote for the song Maskiri Verse - TopicsExpress



          

#AmaiKani now on #PowerFmZimbabwe vote for the song Maskiri Verse 1: ndakutamba nemajamamanigeria ana oga/ ndakuziva tourismfanika karikoga/ Babie rangu ndakaripindiramu England handirambidzwe kupinda muBritain Handisi Tambaoga/ ukuwana munhu akanaka havhaire haswere achizvida anenge anezvimwe zvinangwa/ haswere haswere achikushainira fanika nodanana nemwana waChiyangwa/ ane muromo nonwisa mvura kunge nzungu dzakakagwa/ muviri wake wakabatana kunge street angwa/ akamira unofunga kuti anemanhanga/ hembe dzanopfeka hadzisi dzemangamanga/ hana kumira mushe kunge kacomma kari pakanzi nanga muviri wake hapana chaushora/ picture yake ukaiona uri mutab unogaisa hora/ unotozoona kuti dai uriwe camera yakatora/ ndombo gaya kuti dai ndiri mafuta anozora/
Posted on: Fri, 03 Oct 2014 10:12:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015