Anogadzira tsime mugwenga!Anoisa mugwagwa pakati pemakomo.Ndiye - TopicsExpress



          

Anogadzira tsime mugwenga!Anoisa mugwagwa pakati pemakomo.Ndiye Tsekuramakomo!Anomutsa mapfupa akaoma! Misuwo yakavharwa anovhura! Anogadzira Tafura pamberi pevavengi! Ndiye Alfa and Omega! With him the impossible becomes possible!.He is the Lord of Lords! The lion of Juda.Gwayana rakabaiwa rinyerere. Nyaya dzanga dzakunetsa dziya dzaakuzopera.Urwere uhwo ngahuchipera!Nezita raJesu be healed! Yaurikuti tight situation,yaakuzova easy going.Mafinances ako aakuzomira mushe! Ronda iro rakangonyuka ngaripore! Mudumbu nemusoro zvawakuti hosha dzangu hakuna zvakadaro ngazvipore!Hakuna inonzi hosha yangu.Hakuna unonzi hurwere hwangu! Hazvina mhosva chiremba akabata murwi wezvirwere pauri.Urimwana waMwari iwe! Zvirwere izvozvo ngazvisare papepa kwete mu body yako! Nguva yekugara uri rovha yapera!Basa raakuuya zvino! Amen and Amen to everybody.Recieve inthe name of Jesus Christ
Posted on: Thu, 05 Sep 2013 09:05:33 +0000

Trending Topics



iv>
Here is Mondays healthy recipe! I make this about 3x a month and

Recently Viewed Topics




© 2015