Baba maita henyu mangwanani ano matitendera kuona zuva ranhasi - TopicsExpress



          

Baba maita henyu mangwanani ano matitendera kuona zuva ranhasi tiri vatano nehama neshamwari tigumbamireiwo patichafamba kuswera chikafu chatichadya baba puhwai mbiri ishe une uyo arara asina kudya baba ,arikutadza kumuka ishe nehurwere neakabatikana baba isawo ruoko rwenyu baba zviendeke baba hakuna mumwe anotungamira kunze kwenyu baba tokumbirawo chiedza baba patinofamba nezvatironga kuita baba tauya mangwanani anokurumbidza zita renyu baba tinemi hapana chatotya ndongokumbirawo ropa fadzo pakati pangu nemudiwa wangu pasawane muvengi simba rekuputsa zvakavakwa ndatenda hangu baba nemashoko amandipa tirumbidza zita renyu narinhi narinhi baba amen
Posted on: Tue, 06 Aug 2013 07:45:40 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015