Baba maita henyu mangwanani ano nechipo chehupenyu chamandipa ini - TopicsExpress



          

Baba maita henyu mangwanani ano nechipo chehupenyu chamandipa ini pamwe chete hama neshamwari munotigonera baba misi yose baba tiropafadzeyiwo pese patichafamba murwendo nepese maita henyu baba mandiwanisa mukana wekuramba tichisimudza izwi renyu tokumbirawo ani nani vanemiri irikudzimbikana muchipatara kumba isayi ruwoko rwenyu baba mugondiropa fadza ini nemudiwa wangu vavengi vashaye simba pakati pedu maita henyu baba nemukana wamandipa nekusingaperi amen
Posted on: Fri, 02 Aug 2013 05:53:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015