Baba maita yenyu mangwanani anhasi amandipa mukana wekurumbidza - TopicsExpress



          

Baba maita yenyu mangwanani anhasi amandipa mukana wekurumbidza zita renyu baba titungamireiwo patichaswera nepatichafamba baba tokumbirawo mweya werunyararo pachavota vanhu baba maita henyu matirangarira mangwanani ano nehutano hwatinahwo tokukumbiraiwo uise ruoko rwenyu kune wese anemiri irikudzimba baba dzurai marwadzo pakati peumwe neumwe akabatikana baba tiropafadzei murudo rwedu ini nemudiwa wangu pasaone vavenge vanotiparadzanisa ndinoraira muvengi nezita renyu hauna simba amen
Posted on: Wed, 31 Jul 2013 05:19:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015