Bear fruits tht befits repentance. Hama vadiwa kunyengera - TopicsExpress



          

Bear fruits tht befits repentance. Hama vadiwa kunyengera kunourayisa. Nyaya haisi pane zvirikutariswa nekuonekwa navanhu nyaya iripazvibereko. Jesu unowona muti wakasvibira wakasvika uine mashizha akanaka. Ahhhh ndozvaakawona arikure achiswedera pedyo akatarisira kuwana zvibereko anowana musina kana. Nyaya haisi pamatarisikiro iri pazvibereko hama. Chechi ingazara kuti pa asi ishe votarisa pedyo hamuna kana chibereko muchechi. Mungapfeka uniform yechechi mugoimba mugotsanya mugonamata muchichema zvese hazvina maturo kana pasina zvibereko. Jesu ashaya zvibereko wakatuka muti vachidzoka vakawana waoma. Hama chinokutukisa haisi body yako chinokutukisa haisi pfuma yaunayo chinokutukisa hakusi kuzara kwechechi yako asi Jesu pavanoswedera pedyo vonzvera itsvo nemoyo voshaya zvibereko ndopaunotukwa. Ndati ndikuudze kuti vanhu ungavavhara ugovafaker bt Mwari havavharike haungambohider kwavari. Vanonzvera itsvo nemoyo not wat pple see or hear bout u. Tendeuka urevese nguva ichipo mudikani. Tendeuka utsvake Mwari unamate mumweya nemuzvokwadi. Kujoina church hakusiko kunamata God doesnt luk at your church he looks in your heart. Moyo itembere ngairuramiswe. Ruramai musatukwa. Bear fruits tht befits repentance. Glory to God. Jesus is Lord. Wenyu muranda washe Doc.
Posted on: Fri, 10 Oct 2014 08:23:37 +0000

Trending Topics



tyle="min-height:30px;">
New - Honeywell International, Inc VOYAGER 1202G BT BLACK SCANNER
THIS IS HOW THE SEVEN VALUES WORK LIBERTY: A BASIC FOR ALL AND IS

Recently Viewed Topics




© 2015