Bible rinoti Noah akawanirwa nyasha naMwari(Genesis 6:8). But to - TopicsExpress



          

Bible rinoti Noah akawanirwa nyasha naMwari(Genesis 6:8). But to my surprise munhu awanirwanyasha naMwari anoudzwa kunzi enda unovaka Ark.Ini ndaifunga kuti kana wawanirwa nyasha you just have to sit and relax, zvinhu zvichifamba zvega, but to my surprise unonzwa Mwari vachiti vaka Ark.Zvichireva kuti nyasha haizi license yeku relaxer uchiti GOD will take care of everything. Noah dai asina kuvaka Ark ainyura mumvura despite nyasha dzaawanirwa.Hongu basa makariwana nenyasha, but mukaita hunhu hwekuva stubborn to your superiors muchiswera muri pafacebook, whtasapp, rinopera graft iri.Hongu nzvimbo yekuUniversity wakaiwana nenyashabut if you don’t work hard, unonyura nema “F”.Marriage makaiwana nenyasha, but mukatadza kuita role yenyu saBaba or saAmai, inoparara marriage iyi.Hongu makaitirwa Nyasha, but where is the Ark, vakangarava uregedze kunyura.
Posted on: Sat, 19 Jul 2014 08:21:52 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015