Can i preatche?Kuti pave ne flow of electricity panoda positive - TopicsExpress



          

Can i preatche?Kuti pave ne flow of electricity panoda positive terminal and negative terminal.Kuti zvako zviite panodawo vanopikisa.So dont let the negative words pull you down.A moving ship always face storms,Ane bhora ndiye anomakwa,And hapana Nhunzi inomhara pa Stove inopisa.Matambudziko angandiwandire vavengi vangadzivise,uye vanga wande.zvoita sezvinooma.Asi ne simba raJesu ndinokunda,Tribulations will come,percecutions will come,i am happy becouse there is no graduation pasina test,Saka kana wave kuwandirwa nemiyedzo wozivs kuti paane promotion irikuuya.Mbuya Sarah 90yrs vakachiviwa namambo vakaitamwana,Moses 10 times kuti Pharao abvume,saka mirira dont give up press on towards your goal
Posted on: Tue, 11 Jun 2013 06:34:44 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015