Chimboitawo mtongi (Judge). Toti iwe murume usipo, mkwasha wako - TopicsExpress



          

Chimboitawo mtongi (Judge). Toti iwe murume usipo, mkwasha wako osvika kumba kwako owana mkadzi wako achisona penty. Paanogogodza padoor mukadzi wako obva aisa penty pasi pesofa obva ati come in. Mkwasha obvunza kuti koBaba varipo, mkadzi oti havapo. Mkwasha obva abuda. Paanosvika pagate anobva aona kuti haana kuvhara zip. Paanovhara zip iwe unenge urikure uchizviona asi iye asingazvioni kuti wamuona. Iwe paunozosvika kumba mkwasha anenge atoenda . Asi paunovhura door wobva waona mukadzi wako achipfeka penty. Ungaita sei nenyaya yakadai? *gdn*
Posted on: Sat, 24 Aug 2013 05:38:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015