Chimwe chezvinhu chinoita kuti munhu asakwanise kusvikira - TopicsExpress



          

Chimwe chezvinhu chinoita kuti munhu asakwanise kusvikira makomborero ayo Mwari vakamugadzirira inyaya yekuva double-minded and lack of wisdom. Ehee you may have the knowledge of whatever is meant for you in life but you may lack the art of applying that knowledge and that is wisdom. Zvino unosvika sei kwauri kuenda uchiti fambe dzoke. Kune vanhu vekuti they invest so much of their time and resources in relationships(kunyanya ewanano), even vanhu vakavaudza kuti iwe hauoni here kuti hazviiti asi ivo havazvione anozoti bengenu apedzwerwa nguva nemaresources, kumwe kusaroora kana kuroorwa inyaya iyoyi. Vamwe ndovanoti nhasi atanga project iyi zvese zveenvironmental and stituation analysis aita, maobjectives identified but hapana implementation and execution of those business plans. Vamwe havagare pabasa kungoti shande shande wosiya aaah iwe zvinokanganisa resume(CV) yako izvozvo. Vamwe ndovekuti hapana academic and professional qualification yaanoita nekupedza dzese anosiira panzira nekuti haana kuita self-appraisal kuti azive zvakamunakira. Vamwe makore awanda uri mutendi asi hapana Church yaanoti ndoyangu iyi inoita kuti ndinyatso shumira Mwari pamwe chete nekuzadzisa chinangwa chavo muhupenyu hwangu, nhasi aita hunhengo pano next hamucha muoni avakumwe. Haaa vamwe ndovanoti masikati vari musangano raMwari then under the cover of the darkness or in disguise vari kuenda kunobvunzira, masikati vanopfeka uniform yekusangano ravo asi mukuhwanda vopfeka machira. Vamwe ndovano vimba nenjere netsika dzavo then apo nepapo Shoko raMwari. Inzwa hama yangu zvinotaurwa naJames 1vs5-8 If any of you lacks wisdom, he should ask God, who gives generously to all without finding fault, and it will be given to him. But when he asks, he must believe and not doubt, because he who doubts is like a wave of the sea, blown and tossed by the wind. That man should not think he will receive anything from the Lord, for he is a double-minded man, unstable in all he does. My brethren have a settled trust and confidence in God, based on His character and promises sekutaurwa kwazvinoitwa mumagwaro matsvene. Stop vacillating between trusting God and trusting the world or your own intelligence and traditions. Zvinoshoresa zita raMwari izvozvo.
Posted on: Sun, 16 Nov 2014 15:15:55 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015