Chiremba viga id. Ndiri mukadzi ane 37 yrs and i am HIV positive - TopicsExpress



          

Chiremba viga id. Ndiri mukadzi ane 37 yrs and i am HIV positive uye ndine mazimh*t*.anoyevedza, ndakatanga kumwa ma ARVs 5 years ago. Uye ndikudanana nemukomana wangu.ane 21 years ndine 3 weeks ndichi mhanya naye. Tichitanga kusangana pabonde ndamupa macondom kuti ashandise iye ndokubvarura macondom ese ari matatu achiti haadi kudya sweet riri mupepa. Ndakabva ndati saka zvekukwirana zvacho handichadi. Akandibvarurira pant ndakamboedza kuramba kusvika andirova nyoro. Kubva ipapo anongorova nyoro. Vadare ndoita sei nemwana uyu? Ndomuudza here kuti ndiri HIV positive?
Posted on: Sat, 17 Jan 2015 06:16:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015