Chitupa vigai.ndaitawo dambudziko ndirimukadzi ane 26 murume - TopicsExpress



          

Chitupa vigai.ndaitawo dambudziko ndirimukadzi ane 26 murume 35.tane 5 yrs taroorana asi mwana hapana.ndamboedza kushandirwa nemapostori asi zvaramba,,ndega ndinonamata asi ndakusvika pakuneta.handina kumbobvira ndaita musikanzwa ndakaroorwa ndirimhandara.kwadoc ndakaenda ndikanzi handina problem.chinonyanya kundirwadza murume wangu haana basa nazvo haadi kuti tibatsirwe tese,anoti anemwana nemumwe mukadzi.mukadziwacho anemwana anondifonera achinditi ngomwa isingazvare.ini ndinongomupindura kuti nezita raJesu ndichamuita mwana.kana pane anozivawo kwandingabatsirwa plz help me.
Posted on: Sun, 08 Sep 2013 21:17:05 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015