Chitupa vigai ndinga batwa batwa navana tsano. Nhai munoti kudiiwo - TopicsExpress



          

Chitupa vigai ndinga batwa batwa navana tsano. Nhai munoti kudiiwo nemukadzi anoti pasina nyaya otanga nekundiudza kuti hausati wambonditengera bhurugwa kana re r5 zvaro. Apa ndakanobvisa mari kumba kwavo, handina kana gore ndamuroora. Apa chaipopoterwa kusaziva chirungu. Akafona ini ndiri kusouth africa iye kumusha. Saka paakafona 4n yanga iri off ikaenda kuvoice mail . Ndikamu4nera otopopota ndoenda kumba kwedu adaira 4n ndiani? Kana ndimiwo
Posted on: Thu, 05 Sep 2013 16:27:51 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015