David ainge aine dombo nerhekeni mumaoko ukuwo Goliath ainge aine - TopicsExpress



          

David ainge aine dombo nerhekeni mumaoko ukuwo Goliath ainge aine pfumo rake uye mumwe munhu pamberi pake aive akamubatira shield yake(1 Samuel 17:41)... Asi zvakadaro akapadonha chete... Nyaya iri pano mangwanani ano ndeye kuti usavimbe nemunhu hama... munhu anokurasisa.. Goliath akavimba neaive akamubatira shield yake akafunga kuti zvanaka... but wait until David auya achishevedza zita raJEHOVAH MUPENYU... the next thing Goliath was down and out... aahhh iwe usavimbe ne boyfriend or girlfriend vanokurasisa kana zvaoma... usavimbe nasugar daddy or sugar mummy vanokurasisa.. usavimbe nezvenyika ino zvinoshanduka.. usavimbe naMfundisi munhuwo - VIMBA NAJEHOVAH MUPENYU... UYU NDIYE AKATENDEKA UYE ANORWA HONDO DZEDU... NGAANAMATWE ANOSHAMISA!!
Posted on: Fri, 16 Aug 2013 07:06:50 +0000

Trending Topics



div class="stbody" style="min-height:30px;">
Allright guys! Here is the first video of the most recent gaming
Sightings of vibrant orange Orioles and fleeting warbler yellows,

Recently Viewed Topics




© 2015