EXPAND YOUR TERRITORY 2Kings 4vs2-3 Pano paita chirikadzi - TopicsExpress



          

EXPAND YOUR TERRITORY 2Kings 4vs2-3 Pano paita chirikadzi (widow) yakachema kuna Erisha kuti munhu akanga ane chikwereti nemurume wake auya kuzotora vana vaviri as method of payment. Hey! Kutora vana,,,,saka chikwereti changa chakakura ichi. But now asangana nemuporofita waMWARI. Usarasike zvako,,,ukaona ndaita sendarasika chenjera kuti nhasi ndicharasika ndichipinda zvangu muupenyu hwako. Now prophet Elisha asked her kuti kumba kwako kune chii, zvikanzi kune hari inemafuta. Ndadzidza hangu something apa, MWARI achiropafadza anototangira pane zviripo izvozvo. Shamwari cheuka utarise zvaunazvo zvishoma/zvizhinji izvozvo ndipo pane ropafadzo yako. N-way haisiyo yanhasi. Prophet ndipo pavanoti kuchirikadzi (vs3), enda undokwereta kunavose vaugere navo midziyo isinechinhu,,*u sakwereta mishoma*. I highlighted manzwi maviri ayo ndipo pane yanhasi. (usakwereta mishoma). Ini ndoti EXPAND YOUR TERRITORY,,,,. Nyaya yaita nhasi kuti tirambe tiri vanhu vasina budiriro inyaya yelimited territory...but hazvitangiri paground,,,,isu zvatinoronga mupfungwa/our focus. Ndati ini MWARI vanotangira kuropafadza zviripo izvozvo as from this scripture so iwe pane zvaunazvo izvozvo dont limit your territory. Think big! You want to do business chirega kungozviona uri iwe uchange uchingozotengesa kana waenda kumaorders zuva iroro wombovhara. Think big. Chirikadzi yakanzi *usakwereta mishoma*. Newewo EXPAND YOUR TERRITORY. Vamwe vakatokurirwa nasatan kare coz vanoona kururama kuri so impossible. Hameno kana ndadudzira. God Bless You... Amen ADVERT : Vanoda kutakurirwa goods, furniture, grocery or kuHire mota from SA Joburg to Zim inbox or call or watsp +27730604032. cheap and fast Delivery. Amen
Posted on: Sun, 09 Nov 2014 04:24:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015