Eish musana wangu urikurwadza. So l called my grandmother - TopicsExpress



          

Eish musana wangu urikurwadza. So l called my grandmother ndichiitawo zvekuchemera gogo kuti mbuya musana wangu warwadza huyai mundibikire Chikafu . Yeeee ndatukwa manzwa . Hanzi muzukuru ndiudze kuti ndiani musikana waurikurara naye . I thought she was joking until pavatanga kukwidza inzwi hanzi ukaona urimukomana uchinzwa musana zvoreva pane musikana anenhumbu yako . Haa hana yangu yarova varume ... is this belief really true ???
Posted on: Mon, 08 Sep 2014 12:34:21 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015