English Version Ebenezer, The Lord has taken us this far. - TopicsExpress



          

English Version Ebenezer, The Lord has taken us this far. Masowe eChishanu (UK) give honour and glory to God as we proudly announce the launch of our contemporary and revamped website. We thank the Lord for our humble beginnings, and praise Him for His enduring love and promise to us as we endeavour to spread His word and will to the world. We invite you all to visit our website where you can find out more about what we are doing and get a glimpse of our ministries, upcoming events, our charity work and view more of our products. We thank you all for the support you have shown us and continue to welcome you in the same good faith as we walk through the journey of life with Christ our Lord. Visit masoweechishanu.org.uk to find out more and participate in sharing the message of Christ. Shona Version Ebenezer, apa ndipo pata svitswa naMwari nhasi uno. Ve Masowe eChishanu (UK) tinopa kurumbidza pamwe nembiri kuna Mwari tichi zivisa kuparurwa kwe website yedu yaka vandudzwa itsva. Tinotenda Mwari zvikuru kubva pakutanga kwatakaita, uyezve tino varumbidza nekuda kwe rudo rwaka simba nechivimbiso chavakatipa, muku shingaira kwedu tichi paridza shoko nekuda kwavo ivo Mwari kupasi rose. Tino kukokai mose tichiti maka sununguka kuuya pa website yedu iyi. Pawebsite yedu apa muno kwanisa kuona pamwe neku ziva zvatinenge tiri kuita mukunamata kwedu. Muno kwanisa zvakare kuona muchidimbu zvine chekuita nemanamatiro edu ose, zvirongwa zvinenge zviri kuzotevera, mabasa edu ose atinoita tichi batsira vano tambudzika kunyanya nyanya nherera neshiririkadzi. Pawebsite yedu ipapa ndipozve pamuno kwanisa kuona zvakati wandei maererano nezvinhu zvatinoita kana kugadzira. Tino kutendai mose nerutsigiro rwenyu rwamatipa kusvika pari nhasi. Ticharamba tichi kugamuchirai nemufaro mukuru, tiine ruvimbo nerutendo tichi famba pamwe murwendo rwehupenyu tiina Kristu Mambo wedu. Endai pa masoweechishanu.org.uk kuti muzvionere zvine hudzamu mugo kwanisawo kugoverana nevamwe izwi ra Kristu Mambo wedu. Ndebele Version Ebenezer, yikho lapha esesifikiswe khona yiNkosi. Thina abeMasowe eChishanu (UK) sibonga njalo sidumisa uNkulunkulu siziqhenya ngokwembula iwebsite yethu egcizelelwe ngobunono obukhulu. Sibonga iNkosi ngokuzithoba okuphindiweyo, simdumisa ngothando lwakhe olungapheliyo lange zithembiso zakhe sizama ukutshumayela ilizwi lentando yakhe emhlabeni. Siyalinxusa lonke ukuthi livakatshele iwebsite yethu lapho elizahlangana khona lokunengi esikwenzayo lengxenye yentshumayelo lemfundiso yethu, lenhlelo ezizayo, imisebenzi yokuncedisa esiyenzayo njalo lapho elizabona khona okunengi okwehlukeneyo esikwenzayo. Siyalibonga lonke ngokusisekela elikwenzayo njalo sizaqhubeka silemukela ngothando langomusa siphakathi kohambo lwempilo sikhokhelwa nguKristu inkosi yethu. Vakatshelani ku masoweechishanu.org.uk lapho elizathola khona okunengi, lani njalo libe yingxenye yokwabelana kwelizwi leNkosi. Click the link below to visit our page:
Posted on: Mon, 02 Jun 2014 16:21:22 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015