FUNERAL Mutauri wemhuri yemufi: "Iyezvino tavekusiyiira nguva ino - TopicsExpress



          

FUNERAL Mutauri wemhuri yemufi: "Iyezvino tavekusiyiira nguva ino kuna Dread, Shamwari yemufi" Dread: "Tapinda, tapinda seconds. Chekutanga ndoda kubigger tumaKhule netumaGogaz, anaMhoms nanaNgezha, anaSistran, Maboorangoma, Makidiga nemaJama auya kuzoviga Top Shutter rangu rakagonya pano. Regai vakuru vakati "Dhaza hariguti", vaisabriefa wrong coz ndatozviketera pamhino semzii". Nedzinofizura idzika vabereki. mazino, mathaza, kufudza mbada chaiko. Ndisingapedze zvikati regai ndingoti ku ceaser kwaDread kwandirwadza big time, iloss chaiyo kuRastafarian fratenity. Aah Sorry, ndakusasa chivheti ndichidhibba kuti pane magogaz asingapihwe chivheti. Paigula muface ndakazvisasa ini kuti hapasisina chekumirira apa, Ras vashamla, vasiya mbanje yavakadyara isati yaita bho, tichatoiburner isu ma die hard. ... But munozivei maface angu, mirai ndibriefe chokwadi kuti Top Shutter rakagonya nei. Trues ndeyekuti Top Shutter raiwanza mzii rakamhanya nepakarimwa. But ratozongokirara risina kundisquare shanana rangu. Vhaya bho Dread wonotistanira follaz kuZion kana tozokoma ikoko tigowana wakafanoita bho ma scene, more time, later Dread. Inoita vabereki, maita bho nekundipa time yekusasa." #gdn
Posted on: Wed, 07 Aug 2013 06:23:27 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015