GOD WILL RISE UP FOR YOU :ukaona mwari asimukira nyaya yako zvako - TopicsExpress



          

GOD WILL RISE UP FOR YOU :ukaona mwari asimukira nyaya yako zvako zvaita ,hapana kana chinosara chichitinetsa anonzi JEHOVAH-GADOR MILCHAMAH “MIGHTY IN BATTLE” seat back and relax God will fight for us ,just live in his presence the victory is for us . Psalm 12:5 For the oppression of the poor, for the sighing of the needy, now will I arise, says the LORD; I will set him in safety from him that sneers at him. Haambotisiye tichitambudzwa nevakaipa MWARI uyu.kutambudzwa ungatambudzwa asi unokunda chete,achasimukira nyaya yako MWARI kuti simba rake rionekwe .simba raMWARI harionekwe pakusatambudzwa kawako kana kuti pakusashupika kwako asi rinoonekwa pakukunda kwako zvinokunetsa,netswa but continue to have faith in GOD ,dn’t be moved by the oppressed people ,you are more than a conqueror just wait upon the LORD for salvation.vana veIsrael vakanetswa vakashungurudzwa MWARI vakanzwa kuchema kwavo vakapindira simba ravo rikaonekwa pakati pevanhu vakasunungurwa ,masikati ano ndinoti during your trails & tribulation , Sing to the LORD! Give praise to the LORD! He will rescues you from the hands of the wicked. Jeremiah 20:13 Just give him praise and leave everything to GOD & will see salvation and the destruction of our enemies and their empire .anogona JESU uyu, don’t doubt his power enemies will come but you are a victor the bible says Deuteronomy 28:7“…The Lord shall cause thine enemies that rise up against thee to be smitten before thy face: they shall come out against thee one way, and flee before thee seven ways.…”SHOUT VICTORY IS CERTAIN “ even panguva yekunamikidzwa nekuti ari mauri mukuru
Posted on: Tue, 12 Aug 2014 16:00:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015