Gogogoi mamukahiwa kana makasadaira ndapinda kare ini iyi ndeya - TopicsExpress



          

Gogogoi mamukahiwa kana makasadaira ndapinda kare ini iyi ndeya Nigel mukomana anogara mamukahiwa anozivikanwa nekunzi red eye nenyaya yekugara akarohwa nembanje uyo akazvibatira tsvarakadenga yake yemachikonyora inova nevana vaviri inonzi Eliza uyo anozivikanwa nekunwa doro neku..kkkk,saka zviri kunzi vanhu ava vaienda vese kumafaro vachifara zvavo asi chazochaya iye zvino mumwe ave nepamuviri muchinda ave kuramba hanzi iwe ndaiziva kuti nhingi nanhingi vaikuitawo saka gara waona yekutamba saka zvinonzi mukomana atsika madziro achiti waivepi nhumbu kusvika pakukura apa yave kutoda kuzvarwa saka hamheno kuti kwavanzi vataurirane zvichanzii..ndatenda hangu..
Posted on: Fri, 06 Sep 2013 13:16:58 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015