Hama dzadiwa ndiri msikana ati bveyi zera ndave ne 33 years - TopicsExpress



          

Hama dzadiwa ndiri msikana ati bveyi zera ndave ne 33 years dzokuberekwa. 3 years ago ndakadanana nemumwe mukomana tikavimbisana kuroorana. Parizvino iye ari ku Cape Town iniwo ndiri kuno Harare, Taifanirwa kunge takachata last year October asi zvakango kona for no apparent reason. This is the second time zvichiramba. Akabvisawo mari kumba kwedu asi hatisati tave kugara tose uye hatisati torara tose! Hama dzake dzinenge dzisingandide zvachose ndinoona nema actions avo towards me coz ndinoshandawo basa rangu riri nani. Iye anogara achindifonera achindiudza kuti anondida, so this coming August we r supposed to weddd! My question, Dare Ndoitawo seyi coz i m in a fix right now considering my age. Ndiri kutya kutambisirwa nguva nezvinhu zvemahumbwe, plz help me with proper counselling before i REGRET for the rest of my life. This is a real story plz help me!
Posted on: Fri, 29 Nov 2013 19:15:18 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015