Hama munashe ukaona uri murume wakaitisa mwana wevanhu pamuviri - TopicsExpress



          

Hama munashe ukaona uri murume wakaitisa mwana wevanhu pamuviri ukatiza uchizviita jaya kufa kuraswa nedehwe sedhongi. Chokwadi ungaita mbiri yekuposta mapikicha ako uchigocha nyama pano pafacebook apa hauzivi kuti wako mwana adyei ? Ko ndiko kunonzi kuroya ka ikoko. Vanokuziva nekutengera pfambi zvinonaka kugadzirisa musoro kubhadhara kana rent asi wako mudzimai wawakaitisa mwana hauzivi adyei? Hana yako hairivi wako mwana ave kuti Dady kuvanhu vese vese iwe uchizviita jaya? Unotorara dzinouya chokwadi wako mwana hauzivi avata pai . Mwan iyeye uchamufunga chete nguva ichakwana . Hama tingakunndwe nemhuka chokwadi kana uchida kuona kuti shumba inopenga bata mwana wayo . Varume kunze uko musazvinyepere kuti hupenyu hwakaoma imi ndimi makaoma wako mwana anotukwa nemazita ose mwana wavnhu wawakamitisa kupiwa mazita ose mudunhu iwe uchipakasha serombe . Kana unaye mwana wausingachengeti gara pasi uzvivhunze nekuti nguva yekuvhunzwa ichakwana #save#
Posted on: Sun, 07 Sep 2014 18:48:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015