Hanzi andy brown asvika zvakanaka uyezve asangana na tongai moyo - TopicsExpress



          

Hanzi andy brown asvika zvakanaka uyezve asangana na tongai moyo igwe asi igwe vakatyamara chaizvo ndokuiti inwe andy wasvika nguvai andy abvangoti aaahhh shamwari zvakangooma apedza abva abvunza kuti ko mashakada arikupi zvikanzi na dhewa inza paconer apo uchamuona aripo nana john. Banda mkadota nana mutirowafanza jari na paraffin varikuactor ma drama andy asvikapo abvaatoona mashakada atova negumbo rechokwadi vamashakada ndokuti aaahh wateverawo ndanga nditori na marko sibanda na poul matavire doctor love asi vazotevera biater mangetha na Jeck madondo vapfura izvezvi but kana uchida kuona leonard dembo simon chimbetu solomon schuza na james chimombe enda apo parikutambwa nhabvu nana leny gwata francis shonhai nana blessing makunike sakanguva dzasvika andy brown panhandare paye aona chikwata chiri tiii zvikanzi na chimbetu ko vamutukudzi zvavaingokosora pama caset avo havasati vauyawohere nekuti takangona mwana wacho sam mutukudzi anoskwera aina mbuya mlambo achitirwa ngano zvikanzi na andy brown tavasiya variko uyezve vakatoimba nemwanawako sulumani chimbetu song inonzi "kata kata" zvikanzi na dembo ko vangu variko here? Zvikanzi varikuzamazama vamacheso ndovarikumu batsira uye newa peter moyo dhewa arikushingaira nawo gatare asianondishamisa mwana wavamanyeruke vaya vekuimba dzechitendero mwana wavo mikomana avakuimba dzembanje uyezve avakuzviti Guspy worrior ivo vamanyeruke ndakavasiya vasingachaimbe vachinyunyuta kuti baba charamba vakapedza bhaibheri rose zvikanzi na james chimombe dai wati kasikei ungadai waona. John chibadura na system tazvida vazuvano varikuda zvenhetembo ukanovatarisa pamberiapo apo unovaona vaina mbuya nehanda nasekuru kaguvi nava solomon mutsvairo vaye vekunyora National. Anthem yepasi kuzimbabwe achangoti. Fambei andy brown abva avaona system tazvida abva aseka ndokuti kufa hakuna memba shuwa zvino zvawasiya vana 10 ma1. Avo wabva wandifungisa song yangu yekuti PFUMA YABABA NDOYOTORWIRA TOSE andy angoseka abvaati ukokunei kunemoto uko zvikanzi na chibadura iwe ndokunana michel jecson nana 2pac asi kana uchida kaka uchida kunozvionera enda unomira padombo iro rinoputwa mbanje nana BOB marley nana Garnet silk tichazokuzivisai zvinenge zvazoitika kana mumwe wevaimbi afawo a star has 5 triangle has 3 ends a line has 2 ends but the circle of our freindship has no ends
Posted on: Tue, 27 Aug 2013 10:38:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015