Hi admin. Viga zita pliz admin. Ini ndiri musikana ane 19yrs uye - TopicsExpress



          

Hi admin. Viga zita pliz admin. Ini ndiri musikana ane 19yrs uye ndogara namai vangu nastep-father vangu. We are all from Mazvihwa kuMberengwa. Dambudziko rangu riri slightly complicated. My step father ane vana vake vadokura from his previous marriage. One of his sons is very handsome and so sweet. I am not going to explain everything here bcoz zvakawandisa. But I started sleeping with my step brother every time we got a chance. He is 24 and single. Now I found out I am 6weeks pregnant. I want to keep this child and tell everyone about our complicated relations but inganzi iincest here? Kuti kambe tingasungigwa kuitana as step-children? Hanti we dont share any blood? Do you think vanhu vanozvitambira here kana kuti toita zviseko zve nyika? Apo nhumbu yacho ndinoida zvisingaiti ende my step brother I love him more now. Ndoitavo sei nhai veduwe?
Posted on: Tue, 26 Aug 2014 02:59:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015