Hi post as hidey. Nyaya yema sh yanetsa iyi. Madzimai isai - TopicsExpress



          

Hi post as hidey. Nyaya yema sh yanetsa iyi. Madzimai isai mumaoko aMwari. Kuna Psalms ukanyatsofamba nayo unoona kuti David aiudza Mwari zvaiitwa nevavengi vake otaura kuti andicherera gomba ngaawire mariri. Madzimai munamato unoshanda. Ini ndakafonerwa be gf yashewe ichindishaudha kuti murume wako haasi murume dai arimurume akarara neni. Ini aizve ko zvabva nepi pamakadanana ndaivepo here zvamakundiudza zvekudanana kwenyu nhasi. wakadii kundisvotesa uchadiwa. Wakunditsvaga nhasi nekuti murume akaramba kuvata newe here . Ndikati ndozvazvinoita isu tinonamata takabata nhengo yababa vakarara tichitaura mashoko pamusoro payo kuti isamuke kupfambi totaura ropa raJesu. Nekuti shoko rinoti whatsoever u shall ask in my name it shall be given to you. Madzimai musakurirwe nemishonga yepfambi vanototaura mashoko kuti imba yako iparare nemishonga yavo. Iwe taura mashoko nemushonga mukuru Jesu. Try it and you will testify like i am doing now. Wese anemurume ane sh kubva nhasi deedza moto wedenga. Break all the evil chains, its not normal kuti murume angosiya mhuri yake kuenda ku sh. Lets all join in prayer tiparadze mishonga yese yakadyiswa varume vedu nepfambi. Remember our God is a jelousy God saka kana wada kuvimba naye womira naye kwete kusanganisa nezvimwe. U will see results. How can you know God is a healer when u have never been sick, redeemer when u have never fallen. How was i to know that God answers my prayers dai shewe vasina kutendera kuti ambozama kuita gf. Hezvo ndakazvionera kuti Mwari vanorarama ndakabvunza shewe kuti ko what happened vakati tanga tatobvisa hembe ndakanzwa kunge pane rima rabva pandiri ndikazvibvunza kuti what m i doing. Ndikati kune musikana uyu ngatisarare tese ndoda kutanga ndakuroora ndozorara newe nekuti handidi kuti mukadzi wangu andiwanire mhosva ku court pa divorce kana akazvibata kuti ndakarara newe. Ndokutanga kwaakaita kumu ignowa kusvika akunditsvaga kuti anditumire tupikicha twavaitorana. Iye zvino murume akatendeuka ave kunamata wc has been my prayer kuti murume azivewo Jesu. Saka some things happen to strengthen our relatiins wth God. Women dont give up. God is still saying something in our marriages. Create whatsapp prayer groups wth your friends fast and pray for your marriages. Share bible verses. I tell you God answers by fire. Sorry nekurebesa. God bless all your marriages. Prayer . Lord Jesus I thank you for all the women here. Give them the grace to believe in your mighty name. I speak the blood of Jesus upon every marriage for your word says what God has joined let no man put assunder. Other women are bragging by destroying other peoples marriage. Give them the grace to know what is right or wrong. Lord i destroy every covenant made to destroy anyones marriage. Every man who left his marriage i command reunion of broken marriages in the mighty name of Jesus. I break all the chains of evil women tying married men in the mighty earthquaking name of Jesus. I speak peace love and happiness in holy marriages. All husband snatchers be put to shame in the name of Jesus. Lord help all the women to be submissive to their husbands, they need your grace to be able. Above all give them faith to believe that with God all things are possible.Thank you Lord this day forr giving me the grace to pray for all marriages. Let all women who trust in you not be put to shame by any Jezebel. in Jesus name i pray. Amen
Posted on: Mon, 11 Aug 2014 04:29:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015