Hide Id tete nemi mose maswera here?ndiri mukadzi akaroorwa uye - TopicsExpress



          

Hide Id tete nemi mose maswera here?ndiri mukadzi akaroorwa uye nevana vaviri.murume wangu ndomuda asi dambudziko riripo ndere chipfambi wkend haarari pamba hanzi handichinji mararamiro nekuti ndane mkadzi nevana zvinhu zvake anoronga oga ndakamboedza kutaura naye kuti kana usisandide wondidzosera kumba kwedu anoramba hanzi uri mkadzi wangu ndokuda anongochinja kwemazuva atataura odzokera zve kumabasa ake.Haagoni kutaura neni zvakanaka pamberi pevanhu anotaura mashoko anorwadza.Mararamiro andirikuita anorwadza.i dont noe if im in this marriadge 4 the ryt reasons.Tete nedare pliz help.
Posted on: Mon, 02 Sep 2013 16:44:21 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015