Hie tete ini ndiri musikana ane 20, um in zambia lyk now, - TopicsExpress



          

Hie tete ini ndiri musikana ane 20, um in zambia lyk now, ndakadananawo nemukoma wangu wandaida ndiri kuzim pandakauya kuno ainge asingade asi semunhu ndaida kuzvishandira ndakazomuzivisa ndatokuno, asi iye hana kufara nazvo, takambotora mazuva tichinetsa kuti ndidzoke asi akazonzwisisa hake;akazondifonera akundiudza kuti anemumwe muskana hazvaiita kuti agare asina, handina kuzviramba ndakabva ndatosiyana naye, nhasi unowodzoka zveee tete kwandiri ini hangu kutambiswa tete handidi ndibatsireiwo nedare, ndodii vanotuka tukai henyu.
Posted on: Sat, 16 Aug 2014 15:45:38 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015