Hie tete nedare..ndini mkadzi wekunyora ndichikurudzira vamwe - TopicsExpress



          

Hie tete nedare..ndini mkadzi wekunyora ndichikurudzira vamwe vangu kuti ipai varume zvinhu zvavo..most of the women vakashoropodza vamwe vakati handisati ndaona..vamwe vakati varume imbwa asi honaika..lets just stop being so negative about certain thngz..most men here vai bvumirana nezvandaka taura..hongu munoti varume imbwa bt why muchizogara nadzo imbwa dzacho musinga gone kudzi trainer..a wiser woman ano vakirira imba yake wth evrythng she haz nt kungova negative all the tymz..mudzimba mune ma challenges yes..varume vanonetsa bt kune ma basic thngz akaita se iwayo ebonde..kugeza..kutsvaira mumba etc..ndofunga ndakanyatsotaura kut murume rega ahure nekuda kwe shavi rake kwete kty evrydae une mamoods,hautaurike naye zvakanaka coz mind yako inongori ne ka mentality kekuti u cnt satisfy a man..varume imbwa..bt tell me makarooraniranei kana musingagone kufadzana..kune varume vanorova yes..bt u failed your relationship 4rm the beginning and nw maku expecta kuty the word marriage cn solve yo problems..no cc t doesnt wek lyk that..im married for 8 years nw and i gt 2 kids i thnk God coz im not negative minded..and i dnt hang around wth negative people az wel..i mek my own rules lyk..i dnt believe men ar dogs..they jus wnt us to treat them lyk our princes..respected,adored..and mek them feel that u wnt them..vamwe vane mashavi ekumisha kwavo vanonyima varume vachikwirwa nezvikwambo..namata mkoma cz unoisiya imba iyi ukazoda kutinetsa mangwana wava pfambi..hapana chakamboipa kugara muchiita zvekuti mufare mumba menyu..ndatenda
Posted on: Fri, 08 Nov 2013 06:49:40 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015