Hie tete post me as hidey, I am 23 yrs ndakaita nhumbu yemkomana - TopicsExpress



          

Hie tete post me as hidey, I am 23 yrs ndakaita nhumbu yemkomana wangu bt ndakazozviziva tarambana kti ndine nhumbu pandakamuudza akaramba bt takaverengerana madays anga akafanana akati kti ndikutore hazviite coz tanga tarambana asi nhumbu ikazvara March mwana ndewangu. Ndakazvara mwana muna March bt I didnt tell him coz akandiita rough ndaenda kumba kwavo thn achibva azosangana nemuninina wangu akamuudza kti ndine mwana achibva akumbira ruregerero handina kuomesa moyo coz ndaiitira mwana wangu,bt handina kugarra naye akabva atizirwa nemumwe mkadzi vane 8 months vachigara vese bt havana mwana vese, vakaenda kwadoctor murume akanzi haazvare ska apa akuti ndine madoubts kti mwana ndewangu coz ndakanzi handizvare. Ndoitawo cey toenda Kuma DNA test here?
Posted on: Wed, 26 Nov 2014 09:19:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015