Id mu bin Tete. Tete ndinotenda kwazvo nemazano andawana pano . - TopicsExpress



          

Id mu bin Tete. Tete ndinotenda kwazvo nemazano andawana pano . Ndakusiyana hangu ne 41yrs bf wangu . Vazhinji vakandituka asi hamuna varume uye mukutodawo madhara. Chokwadi ma truck driver ndaingonzwa kuti ndo varume .Kana kuti kufamba nyika dzakawanda kwavanoita here. Ndakanakirwa hangu pachokwadi. Ndimbotsanangura zvaakandíitira . Ainditakura ndakagara kumubhedha ndakatandavara zvangu. Zambia,Moza,Malawi.ne ku Hwange takaenda kana iri SA papi pandisina kupinda.CHAKANYANYO NDINAKIRA BOMDE REDU MUSORO WE TRUCK UNOTAMBIRIRA VEDUWE .
Posted on: Wed, 30 Oct 2013 18:41:11 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015