Id ndakwereta tete nedare makadii.Ini ndiri murume ane vana vaviri - TopicsExpress



          

Id ndakwereta tete nedare makadii.Ini ndiri murume ane vana vaviri nemukadzi .Dambudziko rangu nderekuti ini nemkadzi wangu taidanana chose.Dambudziko rakazongovepo chete ndawanikwa mkadzi wangu achibatwa batwa magaro pagarage paaisevenza neumwe murume.Ndakazomubvunza tave kumba akapindura rough.Handisisina chivimbo naye nekuti ini ndinosevenzera over countries.Ndinosevenza sei nekuziva kuti mkadzi wangu anongobatwa chero neada.Haana security nemuviri wake.Ndoitawo sei nemukadzi uyu.Hama dzake ndakadziudza asi akataurazve rough pamberi pehama dzake neni.Handisisina kana mafeelings naye pliz help me kuti ndoita sei.Thnx for advices , God bless you all .
Posted on: Wed, 14 Aug 2013 12:59:38 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015