Id ndakwereta , vedare ndiri hure rinotyisa hapana asingandizi - TopicsExpress



          

Id ndakwereta , vedare ndiri hure rinotyisa hapana asingandizi kuharare kuno , vazhinji vakandakwirarana navo vakafa neaids,mumwe wandaifambidzanana naye haana mwedzi afa ne aids ,pakatestwa uyu akafa last months akabatwa aids ,ndakabva ndaendawo kunotestwa ndakaita hiv neg ,it was last year , vanhu vakati ndiri pawindow period ,its nw 5 tyms ndichitestwa bt ndiri kunzi hiv neg ,vedare ichokwadi hre ichi kana kuti ndinwe mapiritsi nguva ichipo,handina panondirwadza muviri wangu hauna kumbochinja ,nyaya ndeyekuti vandaiisana navo nyora vakafa vazhini vacho
Posted on: Tue, 23 Jul 2013 10:19:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015