Imagine you are travelling with your truck kumusha uko, and you - TopicsExpress



          

Imagine you are travelling with your truck kumusha uko, and you come across vamwe amai vakatsiga ziSaga reChibage, wonzwa tsitsi wobva wati amai pindai henyu mumashure umo ndikuperekedzei because we are going in the same direction. But when she is in your car vanoramba vakatsviga ziSaga iroro. woti: ko nhai amai, isai henyu saga renyu pasi amai: aiwa mwana wangu, rega nditakure, mota yako inozoremerwa you: aiwa hairemerwe kani amai: aiwa usandityire zvangu ndatojaira do you know kuti unoita hasha and at the same time unonzwa tsitsi kuti I’m trying to help this person but nharo dzacho its too much. Unoda kunzwira mota yangu tsitsi yet im the 1 who offered help. ndiyo problem irikusangana naJESU iyi. Pana Matthew 11:28 anoti huyai kuno makaneta makaremerwa ndichakupai zororo, but vanhu tine nharo we want to carry our burdens on our own. tinoda kutakura mitoro tega. unoda kunyepedzera kunge wakazvibata iwe uchizvibatirira ipa Jesu atakure luggage iyo
Posted on: Wed, 02 Oct 2013 13:59:48 +0000

Trending Topics



oy clothes...brands: childrens place, old navy,

Recently Viewed Topics




© 2015