Kana maghetsi achinge aita fault, rega kuenda kunomhangara - TopicsExpress



          

Kana maghetsi achinge aita fault, rega kuenda kunomhangara kuKanzuru but enda kuZESA kwacho. veKanzuru ava vanogona kungoti sorry sorry but tsistsi dzavo hadzigone kugadzirisa maghetsi ako. Endai kuZESA sisi likewise rega kuita simba rekuExplainer problem yako kune vanhu. From day 1 pazvakatanga, unonyatsogona kutsanangura zvakaita Problem yauri kuFacer uchiudza vanhu. But kuna Mwari unongoita 1 minute chete, Mwari ndibatsirei padambudziko randiri kuFacer blah blah blah blah nezita raJesu amen. 2 minutes watopedza. but kana uchitaura nevanhu about that same situation unopedza 30 minutes uchiTryer kuti vakunzwire tsitsi but kuna Mwari i2 minutes chete. Hausi kuona here kuti uri kuReporter fault yeZESA kuKanzuru. Handisi kuti prayer yakareba ndiyo ine maResults but ndirikuti you are talking too much and praying very little. Uri kuenda kuWrong area Kuchema chema kune vanhu wanyaya and hakusi kukupa maResults, wadii washandisa energy neNguva iyoyo uchiudza Mwari. Mambo Hezekiah when he was faced with a challenge yeRufu rwake, haana kupedza nguva achiedza kutaura naElijah kuti amunzwire tsitsi but akatendeukira kumadziro akanamata kunaMwari, and His life was extened ne15 years. Apa paisada kuswera achiudza vanhu nyaya yake but zvaingoda kuudza Mwari direct. (1 Kings 20:2). TALK TO THE LORD IN THE NAME OF JESUS
Posted on: Sat, 02 Aug 2014 07:45:04 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015