Kombi yaenda ndodii ? Ini ndobva kumberengwa ndiri driver wekombi muno mubyo,nezuro kuma 10 am pakauya machinda akandibvunza kt unokesha hwmuch per day toda kuswera nekombi yako ,ndakavati 80 dombi per day ivo ndokundipa 250 ndikati ndapinda ,makuseni chaiwo ndabva ndanokesha 50 inova iyo yandinokesha pazuva. Bt ivo vanga vati vanodzosa kombi kuma 10 usiku apa pese vanga vasingabati fon ndikt sevanhu vainwa mayb kudhakwa kuma 12pm nw fon haichapinda .kombi yarova pasi ka iyi ndoripota sei nhai?
Posted on: Tue, 29 Oct 2013 11:36:05 +0000