Kubva mangwan na 00:00 kusvika nesuanday na 13:00 No food no - TopicsExpress



          

Kubva mangwan na 00:00 kusvika nesuanday na 13:00 No food no water asi shoko raMwari chete. Mangwana kune vose vari kupfuurira mberi nema PRAYERS AND FASTINGS rega ndikuudze kuti CHAKACHAYA. Tasvika kwamvura yacheka makumbo tava kurova absolute ye 3 DAYS kubva mangwana 00:00 kusvina ne SUNDAY na 13:00 NYAYA iripo ndeye OPPERATION DZORERWA TWAKO[ RESTORATION] Kubva mangwana kusvika nesunday tichange tichinamata random Nyaya iripo iwe ndiwe unoziva your life better than anyone. You are the prophet of yourself so you dont need someone anokuporofita. Zviporofite mutendi wega. Mutendi pa mazuva matatu aya aya rega kunamata zvechi salad salad chinja kamunamatiro. Chimbochinja lane chimbobva kuleft lane umboendawo ku right lane Ndati chinja kamunamatiro mutendi. Pa absolute apa ndoda kuti unamate nekuda kwe everything zvaunoda kuti Mwari aite muhupenyu hwako. You know your life more than anyone here. Ndiwe unoziva zviri kuita kuti huenyu hwako husafambe. Inzwaka unzwe mutendi ndati chimbochinja kamunamatiro Chimboenda mberi zvishoma Kana zviri zverudzi urwu hazvingoperi njee asi nekutsanya uye nekunyengetera kukuru. Ngaaputswe masvingo eJeriko by force by power by ginya zvenharo zvemutsimba. Opperation zvakabiwa ngazvidzoke Hutano hwako ngaudzoke Marriage yako ngaidzoke Imba yako ngaimire zvayanga iri Mufaro wako ngaudzoke Basa rako ngaridzoke Mbereko yako yawakabirwa ngaidzoke Kuwirirana mumhuri ngakudzoke Mari yako yaunoshanda yakabiwa ngaidzoke Murume akatiza mumba ngaadzoke Mukadzi akatiza musha ngaadzoke Mukomana wako ngaadzoke Musikana wako ngaadzoke Pakasungwa pose ngapasunungurwe Fodya yakakandwa pasi yose vachitaurira zita rako ngaishaye simba Matare ose avakakugara ngaabvanyanguke Zvavakataurira muhupenyu hwako ngazvishaye simba. Its opperation dzorerwa zvako Pa 3 apa mutendi ita nharo nasatan Rega kumusiya achifema Zvose zvaakakubira wakarara ngazviuye. Now its your time to demand everyng that have been stolen from you. You are not a poor Hauzi munhu ane munyama bt pane akakubira ngaadzore Hausi kushaya mukadzi/murume Musikana/mukomana but pakaita mbavha yakaba wakarara inonzi satan Zvakabiwa ngazvidzoke pa absolute apa Its opperation zvakabiwa ngazvidzoke. Its restoration time. Rega kunzwira satan nedare rake tsitsi twako ngatwudzoke nezita raJesu. Rega kuita zve fake pakunamata mutendi. Prayers and fastings is our more pwerful weapon to beat satan so dnt turn back untl zvako zvadzorwa nezita raJesuuu.
Posted on: Thu, 21 Aug 2014 18:23:26 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015