Kubva muna January gore roga roga pane kutsanya kunoitwa ne vanhu - TopicsExpress



          

Kubva muna January gore roga roga pane kutsanya kunoitwa ne vanhu vakawanda.Rega kungoteedzera vanotsanya mhani but nzwisisa zvinoreva Fasting ,purpose of Fasting and the benefits of Fasting kwete kungoita chindoindawo chemombe dzekwaMuzhingi dzinokuma nedzisina mhuru dzakananga kumatanga .Fasting inoreva kurambidza muviri wako some of its usual provision nemutoo wakaitwa na Ishe wedu Jesu Krisito ( Mark2:20 , Luke 5:35 ) .Fasting / Mutsanyo means kuzvinyima zvokudya ne mvura ( Exodus 34:28 , Det 9:9 , Mat 4:1-2 , Luke 4:1-2 ) , Zvinoreva futi kana kurambidza muviri wako kudya chimwe chezvikafu zvaunofarira( Dan 10:3 ) .Rega kukara kana kuruta nzwisisa kukosha kwekutsanya muhupenyu hwako ,mumhuri yako.,mubasa rako ,muchikoro chako nemuChurch mako .Fasting should humble the body and you are to do the Lord s pleasure ,not your own ( isaaih 58:1-11 , Zechariah 7:5 ) .kana uri Business man or une vashandi ,do not exploit your workers while fasting. Kana wakazvinyima usazviratidze kuvanhu or kufamba uchingotaura taura kuvanhu or boasting kuti i am fasting or kunzwisa tsitsi becoz the Bible says what is done in secret wil be rewarded openly ( Mat 6:17-18 ) .Fasting inokuunzira Protection from God ,guidance and good health and also inosunungura all spiritual and social oppressions .Kutsanya kwakabvira kare kuriko even before the birth of Jesus Christ people were communicating with God through Fasting .Moses aive paFasting when he recieved the ten commandments ( Dan 9:9 , Exodus 34:28 ) ,Elijah fasted while fleeing from Jezebel and an angel fed him ( 1 King 19:2-9 ) .Israelites fasted wishing to be free from Philistine rule ( 1 Samuel 7:6 ) .Ezra akatsanya while mourning over the unfaithfulness of Israel ( Ezra 10:6 ) ,Daniel fasted to gain understanding of a vision ( Dan 10 ) . Esther fasted before appearing before the King ( Esther 4:16 ) .Elders of Jezreel fasted in order to accuse and kill Naboth ( 1 King 21:12 ) . Ahab fasted to delay Gods judgement on himself ( 1 King 21:27-29 ) .Nineveh to prevent Gods judgement ( John 3:6-10 ) .Paul after he met the Lord ,he fasted for 3 days while blind ( Acts 9:9 ) . nepanogadzwa hutungamiriri hweChurch u are to fast eg Leaders of Antioch church sending out Banabas and Saul ( Acts 13:2-3 ) ,Paul and Barnabas fasted while appointing elders ( Acts 14: 23 ) and most importantly Jesus Fasted after His baptism and Holy spirit annointing ( Luke 4:1-2 ) .Fasting is accompanied by confession of sin ( 1 Samuel 7:6 ) ,Fasting is accompanied by Prayer and hearing from the Lord (2 Chronicles 20:3 ) ,saka mudikanwi chese chinokunetsa muupenyu chitsanyire kuna Mwari ,Faster kuti vana vako vabudirire muchikoro, tsanyira kuti vana vako varoorwe ,tsanyira rwendo rwauchafamba ,tsanyira basa rako or mhuri yako, tsanyira Church yenyu ikure uye igone kuteeedza zvinoda Mwari nguva dzese ,tsanyira nyika yako kuti vatungamiriri vave nenduramo, wisdom uye vave nekukoshesa kodzero dzako nedzevamwe ,tsanyirawo kuva neshamwari dzakanaka ,tsanyirawo shanduko pahunhu hwako ,hwemurume wako kana mukadzi wako .only 3 Extra ordinary men in the Bible managed to fast ma40 Days and 40 nights and these are Moses ,Elijah and Jesus Christ .Longer fasts are all right if u have been given a special gift or grace from the Lord for the fast and when u have this gift ,you are not hungry . Married couples may fast pa bonde for a time ,nemutoo wekutenderana , kuti vanyengetere havo ( 1 Corithians 7:4-5 ) .kutsanya kunoburitsa nekudzinga maDemons ( Mat 17:15-21 ) .hama ndinonamata kuti pauchatanga Fasting yako uzviswededze pedyo naMwari uye usatsanye uchiba ,usatsanye uchiita hupombwe,usatsanye uchiita makuhwa ,usatsanye uchivhara vamwe,usatsanye uchinyima, usatsanye uchiroya, usatsanye uchiitira vamwe hutsinye ,bvisa kusvora vamwe kana kuzvikudza uri pamutsanyo . Komborerwai nemutoo wekutenda , kana mafunga kutsanyira Jehova haingava mhaka. Nyasha nerugare ngazvive nemi kubva zvazvino.
Posted on: Sat, 03 Jan 2015 14:40:31 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015