Kuda akapinda muRestaurant ndokuona Melly akagara ega ndokusvikoti - TopicsExpress



          

Kuda akapinda muRestaurant ndokuona Melly akagara ega ndokusvikoti tingagare tese here sisi?.Melly nedzungu ndobva kadaidzira kachiti handidi kunorara newe ini.Vanhu vese vakatarisa kuna Kuda vachiratidza kumunyarira.Mushure mechinguva chidiki Melly kakabva kasimuka ndokusvikoti udza Kuda neZevezeve kachiti I studied biology I know what men think.Kuda ndobva kadaidzira kachiti 50 dollas usiku humwe yakawandisa enda unotsvaka vamwe vekurara navo.Vanhu vese vakashamiswa uye nokunyarira Melly.Ndobva Kuda kataura neZevezeve kachiti I studied the law I know how to make someone feel guilty #KUDA
Posted on: Sun, 03 Aug 2014 13:11:36 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015