Kune vose vari kupfuurira mberi nechirongwa chekutsanya ndinoti - TopicsExpress



          

Kune vose vari kupfuurira mberi nechirongwa chekutsanya ndinoti kwamuri; Namatai pega pega pamunowanira mukana kana nguva. Rega kuswera usinganamate. Namata kuti zvireve kut uri kutsanya kwete kungoswera wakadero pasina kana minamato. Ukaswera usinganamate zvozongoita semunhuwo zvake angoswera nenzara pasina. Saka ndoti mutendi wanhasi pega pega paunowana mukana kana nguva yekunamata rova prayer pauri ipapo even nechomumoyo Mwari vako vanokunzwa. Usade kuzonamata chete wava kuzvisunungura kuma 17:00. Swera uchirova prayer pega pega paunowana mukana. Uchitaura zvauri kuda kuti denga rikuitire. Rega kukanganwa kuti tiri kunamata nekuda kwema relationship nema marriages. Ramba kuitwa bhora nasatan
Posted on: Thu, 14 Aug 2014 09:20:13 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015