Kuroodzwa kwaSekai: 1, makamunyengereyi ... ... $400 2, - TopicsExpress



          

Kuroodzwa kwaSekai: 1, makamunyengereyi ... ... $400 2, muchimbomunyengereyi ... ... $200 3, vhura muromo wababa ... ... $100 4, vhura muromo wamai ... ... $200 5, madirrectwa nani pano ... ... $145. 6, munenge munosupporter maWarriors ... ... $1000 7, mauyireyi tete vasipo ... ... $200 8, dombo wenyu akangwarisa ... ...$1200. 9. Aah! Aah! Aah!..., murikutoita henyu zvekutsamwa? ... ... $200. 10. Ok ngatiendererei mberi ... ... $50. 11. Mombe dzinotsika ... ... $5000. 12. Dzisingatsike ... ... $2000 13. Dzemukaka ... ... $300 14. Tumhuru ... ... $1000 15. Dzedanga ... ... $10, 000 16. Makanyepera Nikùv kuti yakarigger mavotes ... ... $200 17. Mashandisa nzira yangu kusvika pamba pangu ... ... $20 18. Sekai takamupinza chikoro akadzidza ... ... $2000 19. Mwana wenyu anemakore akawanda kukunda aSekai wedu ... ... $175. 20. Mari yedu haina kusvika patinoda ... ... $6000. (SUNGANO) A touch is a move, hapana yekuramba kuroora.
Posted on: Fri, 16 Aug 2013 05:18:30 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015