Kuziva mamirire akaita Mukadzi/murume Munhu ane mukadzi/murume - TopicsExpress



          

Kuziva mamirire akaita Mukadzi/murume Munhu ane mukadzi/murume haafanigwi kusaziva mamirire akaita muviri weumwe wake. Unohwa murume mukuru agara makore kana mashanu achibvunza kuti weti yemukadzi inobuda napai, kureva kuti haana kumboongorora mamirire akaita panhu pomukadzi wake. Anongotsvanzvdzira opinza chombo asingazivi kuti pakaita sei. Isu vakadzi tinohwa kufara pamoyo kana murume achifarira kupaona nokupawana pachinakidza kuona. Mukadziwo anofanira kujarisa murume kuona. Murume ngaazive pane zvinhu zvese kuti agoziva kuzvishandisa. Asi bodo, varume vakawanda kutya kutarisa kunge panoruma. Ukaona une murume akadaro asingambodi zvokutarisa, unokwanisa kumupa basa rokuita ipapo. Unobva kwawabva wosvika kumba wotsvaka chimuchini chaanoshevha nachi ndebvu, womukumbira kuti akushevhe pamberi. Kana uchida kuona munhu anoita chinhu achinyatsoona kuti zvaitwa zvakanaka kumbira murume kukushevha womuudza kuti haunyatsi kupaona kana uchishevha wega. Geza usati wakumbira, wobva wapapukuta zvakanaka pooma. Chibvisa hembhe umuvhurire makumbo woisa piro pasi pemagaro panhu ponyatsoti mbee pabani. Anoita zvinyoronyoro kusvika apedza iwe uchimubatsira nokumubatira panoda kubhenengugwa. Kana uchimuudza zvokuita muudze zvinhu nemazita azvo abve aziva kuti ichi ndeichi. Ukabva kuno kuguvhu uchidzira zasi unotanga kusvika pane chakafukidza bhinzi. Muvhurirepo achiona bhinzi kana yakamuka. Kana isina kumuka inomuka paanoshevha wowana chanzi yokumutaridza, zvichibva nokuti bhinzi yako yakakura sei. Kwahi vamwe vane zvidikidiki zvinonetsa kuona kana zemo pasina. Murume achibatabata achishevha haukoni kuita zemo. Achishevha kudaro unoona wega kuti ari kunatsotarisa asi uku anenge atoti twii futi Usaita hanya nazvo iwewo unenge wava kunyorova asi rega apedze basa rawamupa, uye kuona zvaari kuita. Kazhinji murume achingopedza kukushevha mese menge mava nezemo zvokuti munopedzisira mava panyaya yerhoji yakasimba. Zvinobetserei kuti murume azive mamirire akaita zvinhu pamukadzi wake? Zvinobatsira kuti kana paya muchitamba muchigadzirira kuti muvatane, azive pokubata nopokupurudzira. Pakushevha paya usangoshevhiwa wakanyarara, Rerusa hana utambe naye achishevha uchimuudza zviri kuitika. Nokuti pari kuzvimbiswa nei muudze azive kuti akadai panodai. Varume, zvikuru vechiShona, vanotya bhinzi yomukadzi pane ma Superstition anotaugwa pairi. Wana zano rokutaurira murume kuti apa ndipo pa headquarters yekunakigwa. Bhenengura zvakaifukudza woratidza murume kuti anosvikapo sei uye kana asvika anoiteipo. Vashoma varume vanoziva kuti bhinzi inonakira mukadzi kupfuura chutubu. Vakawanda vanofunga kuti kupinzwa chombo ndiko kuri mberi kupfuura zvese. Kunaka kwechombo ndiko hako asi kana achiita pakawanikwa anokwiza nyama dzakatenderedza bhinzi chombo chiri mukatiwo haunonoki kupedza. Unotsanangurira murume wako kuti sokunakigwa kwaanoita kana chombo chake chichikwiziwa nemukati mechitubu, isuwo tine kachombo kedu kadikidiki kanonakawo kukwiziwa, asi kanokwiziwa nemaoko. Vakadzi vakawanda kana vaita zemo havachagoni kuti bhinzi chaiyo ikwiziwe kana kupurudzigwa nokuti hazviiti, inenge yanyanya kuita SENSITIVE. Asi kungokwiza zvakatenderedza bhinzi ndiko kungaitwa. Bhinzi pamukadzi ndiyo inonaka kupfuura zvese. Kana murume ari mukati achikoira pakupinda anodhonzerera nyama dzakatenderedza bhinzi zvichibva zvanaka. Wodzika uchibva pabhinzi unosvika paburi reweti uri pakati pematinji. Harina kukura uye hazviiti kupinza zvinhu pariri. Ukavhura makumbo wobata matinji akavhurika murume anoona buri reweti riri nechapazasi pebhinzi. Kana achipurudzira bhinzi mumwe wake inopurudzirawo kaburi aka zvokuti pamwe haatombozivi kuti akapurudzira. Achipfuura ipapo anosvika pa buri guru rinokwana kupinza mumwe. Ichi ndicho chitubu chaanopinza chombo. Kana achishevha anowana kusina vhudzi ikoko. Vhudzi rinokura kuno kumusoro pedo nekunebhinzi. Vashoma vakadzi vechi Zimba vane vhudzi rakawanda zasi. Vhudzi rinongomera pamativi epamberi pane ganda chairo. Pane ganda rakasiyana hapameri vhudzi pamatinji uchienda mukati hapana vhudzi, Uchienda kuzhe riripo. Paanozosvikako kunenge kwava kusinira kunyorova nokuda kwekubatwa-batwa. Tsanangura kuti kana achida kupinza chombo kunonyorova kosinira kuti usasvuuka paanokoira paya. Zvoita seoiri yemuchini wekusona inoita muchini ufambe zvakanaka oiri ichisvedza. Iyewo haasvuuki. Kunyorova uku ndiko kunoti pamwe achikoira unotohwa pachibuda soundi yokuti tyooo, tyooo, tyooo tyooo, kutonyatsohwa kuti panyoro. Kuzopfuura ipapa akaramba achidzika unenge ava kuenda kumashure. Pakati pemberi neshure panongori ne 2.5cm chete kumunhukadzi asina kumboita mwana uye asina zimuviri rakakora. Kana akakora uye aita vana, zvinosiyana kusvika pa 3.5 cm. Hakusi kure pamunhukadzi. Ndosaka dzimwe nguva kana ukafongorera murume murima anotadza kuita estimate yokuti paari kuda kupinza ndepapi ombotsvanzadzira iwe wakangomirira. Pamunhurume pakati pechombo neshure kure kupfuura pemukadzi zvokusvika pa 5-6cm. Zvinoitiswa nokuti pane chombo chake ndipo pane bhinzi yedu. Ukabva pabhinzi uchienda shure panoenzana nomurume. Hino isu tine zvimwe pakati. Izvi unofanigwa kuzviziva nokuti paya kana murume achizama kupinza chombo iwe wakavata nedumbu ukasasimudzira zvakanaka anokwanisa kunangisa kushure. Kana adaro akamboita soopinda shure ukamumisa asi atomboti pindei, usarega achipinza muchitubu asina kugeza nokuti mabacteria acho emberi neshure akasiyana. Ukamavhenganisa unokwanisa kuita chigwere. Ndewekutoudza kuti dzikisa pazasi zvishoma, iwe ipapo wosimudzirawo kuti apinde nyore ongoti dzikei zvishomashoma wohwa oti sveverere godyo atova mukati. Hino kana asingatozivi kuti pakangosiyana ne 2.5cm zvinonetsa murima, unotozoita zvokutora chombo iwe wochinangisa paunoda. Hameno kuti vane varume vanodhakwa vanoita sei. Asi kuva pedo kudai kwakaitigwa kuti chitubu chive panzvimbo yokuti murume anokwanisa kupinda kubva mberi kana kubva kumashure. Mhuka zhinji dzinopinzwa nokumashure, Isu nedzimwe mhuka shomanana tinokwanisa mberi neshure. Murume akapaona pese apa kubva paguvhu kusvika pachitubu akapaongorora anoita education yakawanda panguva dikidiki. Haumbozonetseki kumuudza zviri kuitikako. Mutaridze usina kuzvimba usina zemo, wozomutaridzazve une zemo aone kusiyana kwazvo. Kana usina vhudzi ipapa asi uchida kuti murume apaone unokwanisa kungomuudza kuti pari kugwadzirira ngaatarise aone kuti pane chii? Unoona otora nguva yakareba achitarisa. Murume haadi kufunga kuti pane chaitika panzvimbo iyoyi pamukadzi wake. Anobva aongorora kuti shuwa panei. Iwe chingomuti ko apa, ko apa, ko apa, uchimutaridza wakanyatsovhura makumbo achiona. Wana rimwe zano rokuti awane nguva achiona mamirire azvakaita. Isu takaroorana kukapera nguva yakapfuura gore, iye akazondibvunza kuti weti inobuda napai. Ndokuzomubvisira bhurugwa ndokumuratidza. Asati apaona aifunga kuti unokwanisa kukanganisa pokupinza ukapinza panobuda neweti. Shuwa munombohwa zvinosetsa kubva kuvarume vedu. Kungokasira kuda kupinza chombo chete munhu asina kuona kuti panhu pakamira sei.
Posted on: Wed, 18 Sep 2013 11:45:00 +0000

Trending Topics



b>I have to share this little tip about nuts! Glorious nuts!
All the Fridays in March, the Knights of Columbus are having their
Transport tax on luxury cars has been increased. For example,
Have you ever thought you will make money by playing video
SON OF POLICE OFFICER, Killer Mike, appeared on CNN this
For your faithfulness Lord, your power and your love, we give you

Recently Viewed Topics




© 2015