Let’s say urikuona TV and you decide kudzikisa volume kusvika - TopicsExpress



          

Let’s say urikuona TV and you decide kudzikisa volume kusvika pazero uchiona hako mapictures. Even though wabvisa volume but munhu arikuverenga news haamire kuverenga nekuti iwe hausi kuda kuzvinzwa. News dzinotoverenga dzikapera, iwe wakadzikisa volume. Even if ukadzima TV yako. News dzinoverengwa chete. Likewise, kudzima kwenzeve dzako zepaMweya hakutadzise Mwari kutaura. GOD is still speaking to His people. Mwari vachiri kutaura nevanhu vake. And kana ukadzikisa volume yekuti utadze kunzwa kutaura kwaMwari, GOD will continue to speak kune avo vanoda havo kunzwa kutaura Kwake. So rega kufunga kuti kutaura kwaMwari kwakaperera muBible chete. NO. GOD is still speaking. Mweya Mutsvene aiva ariko nguva yanaPauro ndiye mumwe chete iyeye achiripo muzuva ranhasi. So rega kufunga kuti zvakapera, but just open nzeve dzako dzepaMweya unzwe kutaura kwaMwari. Gamuchira Mweya Mutsvene unzwe kutaura kwaMwari.
Posted on: Sun, 01 Sep 2013 07:53:08 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015